Zvizvarwa zveAmerica zviri kupinda musarudzo yekutsvaga mutungamiri wenyika musarudzo dziri kukwikwidzanwa zvakasimba pakati pemutungamiri wenyika, vachimirira Republican Party, VaDonald Trump, nevavari kukwikwidzana navo vachimirira bato reDemocratic Party, VaJoe Biden.