Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwakakwira nezuro kusvika pamazana mashanu negumi nevaviri, vafa vari vatanhatu.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwakakwira nezuro kusvika pamazana mana nemakumi matanhatu nevatatu, vafa vachiramba vari vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwakakwira nezuro kusvika pamazana mana nemumwe chete, vafa vachiramba vari vana.
Sachigaro veZimbabwe Nurses Association, Muzvare Stembinkosi Ngoni, vanoti vanamukoti varatidzira pachipatara che Parirenyatwa mushure mekunge mari dzavanotambira dzaderedzwa vasina kuziviswa kuti seyi izvi zvaitwa.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwakakwira nezuro kusvika pamazana matatu nemakumi mapfumbamwe nemumwe chete, vafa vachiramba vari vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwakakwira nezuro kusvika pamazana matatu nemakumi masere nevanomwe, (387), vapona vachisvika pamakumi mashanu nevana, vafa vachiramba vari vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 hwakakwira nezuro manheru kusvika pamazana matatu nemakumi matatu nevaviri zvichitevera kuwanikwa kwevanhu gumi nevaviri vaine vchirwere ichi nezuro.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 hwakakwira nezuro manheru kusvika pamazana matatu negumi nevana zvichitevera kuwanikwa kwevanhu makumi maviri nevanomwe vaine vchirwere ichi nezuro.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 hwakakwira nezuro manheru kusvika pamazana maviri nemakumi masere nevanomwe, vafa vachiri vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 hwakwira kusvika pamazana maviri nemakumi matatu nevanomwe, vafa vachiri vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 hwakwira kusvika pamazana maviri nemakumi maviri nevaviri zvichitevera kuwanikwa kwevamwe gumi nevatanhatu vakabva kunze kwenyika vaine chirwere ichi nezuro.
Kuratidzira kuri kuitika muAmerica zvichitevera kushaya kwa VaGeorge Floyd kuri kuramba kuchienderera mberi dzimwe nyanzvi dzichiti kuwunzwa kwemauto kuti achengetedze runyararo hakuna kuipa sezvo mapurisa anga akurirwa. Vamwe vari kupikisa izvi vachiti hazvienderane nehutongo wejechetere.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava mazana maviri nevatanhatu, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava mazana maviri nevatatu, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Mutongi wedare repamusoro, VaTawanda Chitapi, votarisirwa kupa mutongo wavo panyaya yakapinzwa mudare iri nenhengo dzeMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa dzichida kuti MDC-T imise kudzinga muparamende nhengo dzakapinda mudare dzichishandisa MDC Alliance.
Madzimai matatu eMDC anoti akapambwa akatochwa ari mumaoko emapurisa, akazosungwa zviri pamutemo marimwe zuro, apihwa nedare redzimhosva mukana wekubvisa mari yechibatiso.
Madzimai matatu eMDC anoti akapambwa akatochwa ari mumaoko emapurisa anomiswa mudare redzimhosva ragadzwa zvechimbi chimbi nehurumende pachipatara pari kurapwa madzimai aya vachuchisi vehurumende vachiti madzimai aya anofanirwa kuomeserwa nemutemo sezvo vakapara mhosva hombe.
Vatori venhau, Frank Chikowore naSamuel Takawira, vanobvumidzwa kubvisa mari yechibatiso inoita mazana mashanu emadhora emuZimbabwe pamunhu kuitira kuti vatongwe vachibva kudzimba dzavo.
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muNew York, uye vari nyanzvi munyaya dzemari, VaCliff Makanda, vanoti zvakakosha kuti veruzhinji vachengetedze mari dzavo zvine hungwaru sezvo remangwana risina kujeka.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava makumi mashanu nemumwe chete, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Rodhai zvimwe