Hurumende yakazivisa nezuro kuti vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava makumi mana nevasere, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vachiri makumi mana nevatanhatu, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava makumi mana nevatanhatu, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava makumi matatu nevasere, uye vafa nechirwere ichi vachiri vana munyika yose, uye vapona kubva kuchirwere ichi vari gumi nevatatu.
Vanhu vabata nechirwere cheCovid-19 vava makumi matatu nevanomwe, uye vafa nechirwere ichi vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabata nechirwere cheCovid-19 vava makumi matatu nevanomwe, uye vafa vachiri vana munyika yose.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vachiri makumi matatu nevana, uye vafa nechirwere ichi vachiri vana, asi huwandu uhu hunogona kukwira kana kusakwira nhasi Manheru apo hurumende ichaburitsa zviri pamutemo zvayawana nhasi.
Vamwe vanamuzvina bhizinesi vanoti vari kutambira danho ratorwa nehurumende rekubvisa zvayanga yatara zvekuti vashandi vaongororwe chirwere cheCovid-19 vasati vadzokera kumabasa
Nhengo ina dzeMDC inotungamirwa naVaNelson Chamisa dzinoti; Muzvare Thabitha Khumalo, VaProsper Mutseyami, VaChalton Hwende pamwe naAmai Lilian Timveos vadzingwa muparamende nhasi.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 muZimbabwe vave makumi mana, sekuziviswa kwazvakaitwa nehurumende nezuro manheru, uye vanhu vafa nechirwere ichi, vachiri vana.
Mwaka wekutengeswa kwefodya watanga nhasi zviri pamutemo, asi varimi vefodya vachichema nemutengo wefodya uyo vati wanga uri pasi, asi hurumende ichiti iri kutarisira kuti mitengo yefodya ichakwira.
Vanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 vava makumi matatu nevaviri, sekuziviswa kwakaitwa nehurumende nezuro manheru, uye vafa nechirwere ichi, vachiri vana.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCoronavirus hunosvika pamakumi maviri nevapfumbamwe, sekuziviswa kwazvakaitwa nehurumende nezuro manheru.
Huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCoronavirus hunosvika makumi maviri nevasere, uye vafa nechirwere ichi vari vanhu vana.
Huwandu hwevanhu vafa nechirwere cheCoronavirus muZimbabwe hunosvika pavanhu vana uye vabatwa nechirwere ichi vava makumi maviri nevasere.
Kanzuru yeHarare inoenderera mberi ichiputsa misika inotengeserwa zvinhu nevanhu zvisiri pamutemo senzira yekuchenesa nzvimbo dzakawanda muguta iri kuitira kuri chirwere cheCovid-19 chisapararire.
Huwandu hwevanhu vabatwa neCoronavirus muZimbabwe hunosvika pavanhu makumi maviri nevana, vafa vari vatatu, sekutaura kwakaita hurumende nezuro manheru.
Huwandu hwevanhu vabatwa neCoronavirus muZimbabwe hunosvika pavanhu makumi maviri nevatatu, vafa vari vatatu, sekutaura kwakaita hurumende nezuro manheru.
Huwandu hwevanhu vabatwa neCoronavirus muZimbabwe hunosvika pavanhu gumi nevasere, vafa vari vatatu, uye vanhu mazana matanhatu nemakumi matanhatu nevashanu vakaongororwa chirwere ichizvekudzivirira chirwere ichi.
Rodhai zvimwe