Imwe nyanzvi mune zvematongerwo enyika, inoti inoona sekunge danho rakatorwa neboka rinotungamira sarudzo munyika reZEC, rekupa basa rekuwanisa nyika michina inodzivirira chitsotsi chekunyoresa kaviri kuvhota kukambani yeIpsidy Inc, yekuAmerica, richanonotsa hurongwa hwekugadzirira sarudzo.