Vachitaura pakuparurwa kwe Procurement Regulatory Authority of Zimbabwe muHarare, mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vavimbisawo kuti mazuva ezvikwata zvevanhu vari kuita huwori asvika kwamvura yacheka makumbo, vakati huwori hahusi kuzopiwa mukana.