Russia, China, Cuba neZimbabwe dzomira neSyria
Asi VaMugabe vanoti sarudzo ngadziitwe gore rino
VaMatibenga vanoti nhengo dzeparamende dzava kuongororwa mashandisiro adzakaita mari dzebudiriro
Mutauriri weZanu PF, VaRugare Gumbo, vanoti VaTsvangirai vari kungoda kubuda mumapepanhau vachitaura zvisina musoro
Veruzhinji vakanga vati vanoda kuti akambotungamira nyika kwemakore gumi asakwikwidze
VaMugabe voshandisa mari yehurumende pamhemberero dzezuva rekuberekwa kwavo
Asi VaMugabe vari kuramba vakatemerwa zvirango kudzamara vachinja muitiro
Veruzhinji vanoti Mangoda ekwaMarange ngaashandiswe mukusimudzira nyika
EU yakatemera vakuru muZanu PF zvirango nepamusana pekutyora kodzero dzevanhu
VaCharamba vanoti VaMugabe vakagadza VaChihuru semukurun wemapurisa
Kusashandira pamwe kwemakanzura nekupindira kwaVaChombo ndiko kuri kuvhiringa mashandiro emakanzuru
Zanu PF inoramba kuva nechekuita patsamba yaVaTsvangirai yakazoguma yava kuThe Sunday Mail
ICG inotiwo nyika dzakatemera Zanu PF zvirango ngadzibvise zvirango izvi kuitira kuti Zanu PF ivandudze zviri kuidiwa
VaTomana vanotiwo nguva yechibvumirano chehurumende yemubatanidzwa yakapfuura
Gavhuna weBulawayo, VaCain Matema, vanoramba kusangana nenhumwa dzeEU
MDC neZanu PF hadzisi kuwirirana pamanyorerwo ebumbiro idzva
MDC inoti sarudzo ngadziitwe patanga pagadziriswa zvinoita kuti sarudzo dzive dzakachena
Nyanzvi dzoshora Zanu PF ne MDC pakupindira kwadzo mukunyorwa kwebumbiro
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti Zanu PF neMDC dzava kuita sepwere
Rodhai zvimwe