Nyanzvi munyaya dzemitemo dzinoti mapato ava kuita zvido zvawo kwete zveveruzhinji
Vashandi vanoti havana kufara nekusauya kumusangano kwegurukota rezvevashandi vehurumende, Amai Lucia Matibenga
Mamwe makurukota anonzi ari kuswera ari kuminda yawo asingaite basa rehurumende
VaChombo vanoti mameya ari kuda kushandisa mari dzemakanzuru kuenda kuAmerica
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti MDC haina masimba muhurumende
VaMujuru vakafira mumoto wakapisa imba yepapurazi ravo
VaZuma ndivo mutongi gava pagakava riri muZimbabwe
SADC inoda kuti sarudzo dziitwe pava nebumbiro idzva remitemo yenyika
ANC yopemberera kusvitsa makore zana kubva payakaumbwa
Vasungwa vanga vachipihwa bhinzi dzine sauti pasina mafuta
Masangano akazvimirira anoti achaendawo kumusangano weSADC kunosimbaradza nyaya yejechetere
Mapurisa anokurudzirwa kuita basa rawo asingatori mativi
MDC inoti VaNyikayaramba vaifanirwa kudzingwa basa kwete kukwidziridzwa pabasa
Bato iri rava kutsvaga hutungamiri hutsva mumatunhu ose
Zanu PF inoti sarudzo dziri kuitwa muchikamu chekutanga chegore rinouya
Mapurisa anoti ari kusunga motokari dziri kushanda zvisiri pamutemo
MDC inoti VaMugabe havana masimba ekuputsa paramende vega
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti zvinhu ngazviitwe pamutemo
Zanu PF inobuda nezvisungo zvekuda kuomesera veruzhinji
Asi bato iri rinoda kuti sarudzo dziitwe gore rinouya
Rodhai zvimwe