Jinda raMambo Negomo rinoti VaTsvangirai vachaomeserwa vakazvidza mambo
Zanu PF yoronga kubuda nezvesungo zvakasimba
Musangano wepagore weZanu PF unotanga muBulawayo matunhu achitsigira VaMugabe
VaChihuri vari kuzvidza JOMIC vachiti yakataura kare nevari pasi pavo
JOMIC inoda kuti VaChihuri vataure zviri kuitika pamhirizhonga
Vanhu vari kubatwa neHIV vari kudzikira muZimbabwe
Muzvare Khumalo yava nhengo yeparamende yechina kudzingwa mubato iri
MDC inoti pamutemo chaiwo hapana ati apihwa marezenisi matsva
Hupfumi hwenyika hotarisirwa kukura nezvikamu zvinodarika zvipfumbamwe kubva muzana
VaAlbert Vhiriri vakafa vachangosvika kuchipatara
Sangano re Transparency International – Zimbabwe rinoti huori hwakanyanyisa mumapurisa pamwe nevezvematongerwo enyika
Bebanhau reHerald rinoti VaTsvangirai vari kuda kuti NATO ipindire muZimbabwe sezvayakaita muLibya
Vakuru vemapato vanowirirana kuti munyika muite runyararo
Zanu PF inoti haisi kuziva nezvedanho reUNDP
MDC-N inoti sarudzo ngadziitwe muna 2013
Mapato ari muhurumende ogara pasi kuti azeye nyaya yemhirizhonga
Asi VaBhebhe vanoti VaMugabe havana masimba ekuti sarudzo dzisaitwe
MDC-T inoti Zanu PF ndiyo iri kunetsa munhaurirano
Rodhai zvimwe