MDC-T inoti zviri kutaurwa naVaMugabe hazvimirire hurumende yemubatanidzwa
VaMugabe vanokanzura rwendo rwekuGeneva zvichitevera kunyimwa mavhiza kwemakurukota avo
VaChinamasa vakaramba kutambira zvimwe zvisungo zvakabuda kuGeneva
VaGadaffi vakatonga Lybia kwemakore makumi mana nemaviri, uye vanonzi vakanga vachitonga nedemo
Hurumende inoti haina mari yekuti sarudzo dze by-election dziitwe
ZBC chete ndiyo ine rezenisi rekutepfenyura munyika
Asi Zanu PF inoti aya manyepo ari kutaurwa neIBA
VaBiti voita misangano nevakuru veAmerica neWorld Bank
Vemabhizinesi vanoti vari kuda kuti munyika mugadzinake vasati vasima mari dzavo
Asi vane ruzivo vanoti VaMugabe vazeya muchivande nyaya yeWikiLeaks
Hurumende inoti ichakanzura marezenisi emakambani enhau anoshora hurumende
MDC inoti Zanu PF iri kuda kuvhiringidza mhemberero dzayo
Musangano weHIV/AIDS unopera muHarare paine zvisungo zvabuda
Zanu PF haisi kuda kuti nhumwa dzeSADC Troika dzishande neJOMIC
MDC neZanu PF dzopesana pakuti paramende ivandudze mashandiro emauto
Amai Mutunhiri vanochema naVaSekeremayi vachiti ndivo vavadzingisa
VaTsvangirai vari kuda kuti gakava remuZimbabwe rigadziriswe
Rodhai zvimwe