Mudzimai uyu, Amai Lydia Chapalapata, vanoti vakarohwa vachitenga hupfu uye vanoda mari inosvika mamiriyoni matatu emadhora emunyika. Hatina kukwanisa kubata VaKazembe, kana mutauriri wemapurisa, VaPaul Nyathi, sezvo vange vasiri kudaira nharembozha dzavo.