Bazi rezvehutano rakazivisa nezuro kuti huwandu hwevanhu vabatwa nechirwere cheCovid-19 munyika hwasvika pazviuru zvishanu zvine mazana manomwe nemakumi mana nevashanu, kana kuti 5,745, vapona vari zviuru zvina zvine mazana mashanu nemakumi maviri nevashanu, kana kuti 4,525.