Mutauriri waVaTsvangirai, VaJames Maridadi, vanoti havo hapana chakanyanyosiyana pamashoko aVaZuma neaVaTsvangirai.
VaMudzuri vanoti Namibia inofanirwa kuwana moto wemagetsi unobva kuHwange, kwete kumwe
VaMliswa vanoti VaChombo naVaShamu vari kuita zviri kunze kwezvisungo zvekugovera ivhu patsva
Vadzidzi vane chikwereti vanorambidzwa kunyora bvunzo kuBindura University of Science Education
Vashandi vakapa hurumende mazuva makumi maviri nemana ekugadzirisa nyaya iyi, kukundikana kwayo vanozokanda mapadza pasi
Hurumende yotanga kupinza fotereza kubva kunyika dzakapoteredza apo nyanzvi dzekurima dziri kuti nguva yapera
Vashandi ava vari kuda kutambiriswa mazana mashanu emadhora pamwedzi
Vashandi vehurumende vanoda kutambiriswa mari inotangira pamazana mashanu emadhora eku America
Hurumende inoti vemakambani ekunze vanokwanisa kuumba mabhizinesi voga munyika
Zanu PF yoramba kutambira chirongwa chekuomgororwa kweminda mudunhu reMashonaland West
Vagere kunze kwenyika vanonzi vachapihwa mukana wekuisa pfungwa dzavo mubumbiro iri
Hurumende inopa US$43m yekufambisa basa rekunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika
Vazhinji vari kushuvira kuti dai hurumende yemubatanidzwa yakwanisa kutambanudza dariro rezveupfumi kuitira kukwezva vekunze
MDC inoti indawo kuti vose vakashungurudzwa musarudzo dzegore rapera varipwe
Vamwe vevanhu vanonzi vakavhota ava vanonzi vakanyoreswa kunzi vakaberekwa mugore ra1887
Gurukota rezvehupfumi, VaTendai Biti vanoti mahofisi ekomisheni yezvehuwori achange ari munyika yose
Vashandi vazhinji vanoti kuvepo kwehurumende yemubatanidzwa kwakavarerutsirawo zvishoma, asi zvinhu hazvisati zvanyatsoreruka
Komiti inoona nezvekunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika inoti vatungamiri vemapato vanofanirwa kuudza vanhu kuti vagarisane
VaMugabe vavimbisa kuti zvose zviri kunetsa zvichange zvagadziriswa goredzva risati rasvika
Nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti mamwe makomishina aya haana nhoroondo dzinoyemurwa
Rodhai zvimwe