Vatungamiri vatatu ava vachasangana zvakare nemusi weChitatu kuti vazeye zvaramba zvosarira munhaurirano
Zimbabwe inonzi ine vanhu vanodarika mamiriyoni matatu vari kunze kwenyika
Chirongwa chekuongorora huwandu hwevashandi vehurumende choburitsa chikiribidi muzvikoro kuMasvingo
Vakasunga nekurova mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, nevamwe vavo muna 2007 vamwe vevanofanirwa kusungwa
Zvimwe zviinonzi zvawiriranwa kugadza makomishina eZimbabwe Media Commission pamwe neZimbabwe Electoral Commission
VaMugabe nebato ravo reZanu PF vari kupomera E-U mhosva yekutemera Zimbabwe zvirango
Dunhu reManicaland rinonzi riri kuchema nerekuti harinawo zvigaro zvepamusoro soro muZanu PF.
VaChinamasa vanoti MDC iri kushandisa zvematongerwo enyika munyaya dzechikafu
Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti pane zvimwe zvawiriranwa pakati paVaMugabe naVaTsvangirai zvichaudzwa veruzhinji.
Zanu PF iri kuda kuti nhepfenyuro dzese dzekunze dzivharwe sezvo ichiti dziri kunyomba vatungamiri vebato iri
Varairidzi vanga vachitadza kubatira pamwe panyaya dzekodzero dzavo pamabasa nekuda kwekusawirirana pamaonero emasangano avo
Bazi rezve vechidiki rinonzi rine vanhu vanodarika zviuru gumi vakapinda basa nenzira dzisinganzwisisike
VaTsvangirai vanoti zvisungo zveSADC zvinofanirwa kutevedzwa zvizere
Masangano anorwira kodzero dzevanhu anoti vanhu vanodarika mazana maviri vaichera mangoda zvisiri pamutemo vakapondwa kwaMarange
Hurumende inoti haina mari yekubhadhara varairidzi mari yekunyoresa vana bvunzo
Nhumwa dzeSADC Troika idzi dzakasvika muZimbabwe manheru eChitatu kuzoongorora mashandiro ari kuita hurumende yemubatanidzwa
Mai Susan Tsvangirai vanotarisirwa kuvigwa nemusi weChitatu kuBuhera
VaMugabe vanonzi vari kuzendamira bango radyiwa nemuchenje
MDC inoti nhengo dzayo dzinodarika makumi matatu dzafa mumhirizhonga
Vanhu vanonzi vari kuramba vachishungurudzwa kwaMurehwa uko veZanu PF vanonzi vaumba makamba ekushungurudzira vanopikisa VaMugabe
Rodhai zvimwe