Vazhinji vevari kushungurudzwa vatsigiri veMDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai
Asi zvinonzi makurukota ehurumende akaita saVa Obert Mpofu naVaNicholas Goche, ava makara asionane nenyaya ye Operation Dzikisai Miteng
Hurumende inotumira mapurisa nemasoja munzvimbo dzakawanda kuti vatyisidzire vashandi
Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanopa mari yechema kumhuri dzine hama dzakafa mutsaona yekuDzivaresekwa
Mapurisa anoti mutyairi webhazi haana kumira paasvika panjanji sezvinodiwa nemutemo
Vanamukoti mumakiriniki pamwe nezvipatara zvekanzuru yeHarare vanoti vaomerwa nehupenyu zvekuti vakatozivisa kanzuru kuti havachakwanisa kuramba vachienda kubasa mazuva ose.