Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, nevamwe vanasorojena vemunyika dzemuAfrica, vari kukurudzirwa kuti vazeye nyaya yekuti ndiyani achatora chigaro chaVaMugabe kana vasiya basa nekuti kusadaro zvinogona kupinza Zimbabwe nenyika dzakaipoteredza mumatambudziko makukutu.