Accessibility links

Breaking News

Amai Shuvai Mahofa Voitwa Gamba reNyika


Amai Shuvai Mahofa
Amai Shuvai Mahofa

Gurukota rinoona nezvedunhu reMasvingo, Amai Shuvai Ben Mahofa avo vakashaya nemusi weMuvhuro vapihwa chiremerera chegamba renyika. Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vazivisa nyika nhasi nezvedanho ratorwa nePolitburo yebato ravo.

Amai Mahofa vakashaikira kuchipatara cheMakurira Memorial kuMasvingo mushure mekudonha vari kumba kwavo.

Amai Mahofa vange vasiya vana vana uye vazukuru makumi maviri nevanomwe.

Zvematongerwo eNyika

Kubva muna 1959 kusvika muna 1960 vainge vari nhengo yebato reNational Democratic Party. Muna 1961 vakange vari nhengo yebato reZAPU vasati vave nhengo yeZanu-PF kubva muna 1976 kusvika 1979 umo vakashanda sachimbwindo. Kubva muna 1985 kusvika 2008 vainge vari

Tsamba yekuita Amai Mahofa gamba renyika kubva kuPolitburo yeZanu-PF

Mahofa hero
Mahofa hero

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG