SADC inoda kuti vanhu vatambire zvinobuda musarudzo
South Africa inoti haichadi kuti munyika muitwe mhirizhonga munguva yesarudzo.
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti zvakakosha kuti Zimbabwe iteerere nyika dzinoibatsira
America inoti VaTomana vanochuchisa nyaya nerusarura
VaTsvangirai vanoti VaMugabe ndivo vari kukanganisa kushanda zvakanaka kwehurumende yemubatanidzwa.
MDC-T inoti munyika munofanirwa kugadzikana sarudzo dzisati dzaitwa
WikiLeaks inoti Amai Mugabe ndevamwe vevanhu vakaita zvehuori mukutengesa mangoda ekwaMarange.
Nyaya yesarudzo dzenyika ndiyo inonzi ichanyanyonetsa pamusangano weZanu-PF uyu.
Mapurisa nemauto anonzi akabatawo vanhukadzi chibharo munguva yemhirizhonga yezvematongerwo enyika
VeJOMIC vanoti havasi kufara nemashoko evakuru vemauto ekuti havasi kuzotambira zvinobuda musarudzo kana VaMugabe vakakundwa.
Asi veMDC vanoti vanhu havasi kuzongotora migodhi vasina kobiri ravabhadhara.
Asi Zanu PF inonzi yava kuronga kuti seneti isatambire bhiri iri.
VaMugabe vanoti vaneta nehurumende yemubatanidzwa nekudaro ngapaitwe sarudzo.
Gakava remuZimbabwe roramba richinetsa munyika
Varairidzi vanotiza kuMashonaland Central
Dare reICC rinonzi riri kuita rusarura pakutonga vanopara mhosva dzehondo
VaMugabe vochema chema nekusavapo kwaVaBashir kumusangano weEU-Africa
VaZuma vanodzokera kumusha vasina kubudirira mukugadzirisa gakava riri pakati paVaTsvangirai naVaMugabe
Hurumende inoti inotarisira kuti hupfumi hwenyika huchakura zvishoma
SADC Troika yakatadza kusangana kuBotswana kuti igadzirise nayay yeZimbabwe
Rodhai zvimwe