Mutungamiri weZambia VaRupiya Banda naVaArmzndo Guebuzza vekuMozambique vanotadza kuenda kuBotswana
SADC inoda kutaura nezvesarudzo ichitadza kugadzirisa makakatanwa ari pakati paVaMugabe naVaTsvangirai
VaZuma vari kutarisirwa kuparura gwaro rezviri kuitika muZimbabwe.
VaMugabe naVaTsvangirai havasi kuataudzana muhurumende yemubatanidzwa
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoti sarudzo ngadziitwe pakati pegore rinouya nekuti havachadi zvehurumende yemubatanidzwa
Vatungamiri vehurumende yemubatanidzwa vanotarisirwa kuti vagadzirise nyaya yanetsa iyi.
Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti ZEC yakazara nevasori.
Mauto anonzi ari kubatsira VaMugabe kutsvaga rutsigiro musarudzo dzingangoitwe gore rinouya.
Vakawanda vanoti VaChombo ngavaongororwe kuti vakawana seyi hupfumi uhu
Hurumende inopa ZEC $40m yekuronga hwaro hwesarudzo
MDC inoti munyika maberekera ingwe sezvo vatsigiri vayo vooneswa ndondo neZanu-PF
VaMnangagwa vanoti bato ravo harisi kuzobvuma kuti MDC itonge.
Nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti Zanu PF inoziva kuti ichanyadziswa musarudzo
Gurukota rezvemukati menyika, Amai Theresa Makone, vanoti misangano yakadai haidi mvumo yemapurisa
Mukokeri weZanu PF muparamende, VaJoram Gumbo, vanoti bato ravo rinorambidzwawo nemapurisa kuita misangano
Kunetsana kwaVaMugabe naVaTsvangirai kokanganisa hurumende yemubatanidzwa.
Mutauriri wemapurisa, Supurintendant Andrew Phiri, vanoti aya mabasa embavha.
Vatungamiri veZINASU vatatu vanosungwa mushure mekuyedza kurangarira mushakabvu Learnmore Jongwe
VaBennett vayambira vari kushungurudza vanhu munyika kuti vachaguma vapinda muna taisireva.
Mapurisa anoti vakanonoka kusumwa nezvemusangano uyu.
Rodhai zvimwe