Asi mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, vanoti vari kuedza kugadzirisa gakava iri
MDC inoti yakagadzirira kuita sarudzo chero nguva
Vanhu vanoda kutora magwaro ekufambisa vava kurara vari mumitsetse
EU inoti nyaya yaVaMugabe yekudoma vanhu vasina kusuma vamwe haisi nyaya yakanaka.
VaTsvangirai vasangana nevamiriri vedzimwe nyika muZimbabwe vachivaudza nezvehumbimbindoga hwaVaMugabe
Mutungamiri wehurumende, VaMorgan Tsvangirai, vanoti VaMugabe vave kutyora bumbiro remitemo nekungodoma vanhu vega muhurumende.
Asi nyanzvi munya dzemitemo dzinoti MDC inotofanira kubuda muhurumende iyi kana ichida kuti zvinhu zvifambe
Asi veAmerica neIMF vanoti Zimbabwe ngaitevedzere chibvumirano cheGPA
Asi nyanzvi munyaya dzekudyidzana nedzimwe nyika dzinoti zvichanetsa kuti VaBiti vawane mari iyi.
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti uku kupedzera hoko padehwe retsindi.
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti uku kutambisa nguva.
Asi EU inoti hapana zvirango zvichabviswa kusvika VaMugabe nevamwe vavo vachinja muririro.
Asi Zanu-PF inoti haisi kushamisika nemashoko eAmerica aya nekuti yave shiri ine muririro wayo.
Asi nyanzvi munyaya dzehutano dzinoti kuita izvi kutyora kodzero dzevanhu.
Asi nyanzvi dziinoshora VaMugabe nekushandisa US$2 million parwendo urwu nyika ichitambura
VaMugabe vanonzi vari kuenda kumusangano nevanhu vanosvika makumi manomwe.
VaBennett vosungirwa mashoko avakaudza vatore venhau
Asi dzimwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzinoti Inflation inogona kukwira nekukwidzwa kwemari dzemihoro yevashandi.
Vashandi vehurumende vanoti havasi kufara nemaitiro evatungamiri vehurumende ekuzviwedzera mari
Zimbabwe inoda mazana maviri emamiriyoni emadhora kuti sarudzo dziitwe.
Rodhai zvimwe