VaMwonzora vanoti izvi ndezvematongerwo enyika.
Mapurisa anoshandisa mutemo wePOSA mukushungurudza vashandi
SADC yainge yati zvimwe zviri kunetsa zvigadziriswe mukati memwedzi mumwe asi hapana chati chabuda.
Asi veZESN vanoti kuda kuita sarudzo gore rinouya kuzvisikira moto muziso.
Asi ZEC inoti haina mari yekuronga sarudzo kunyange hazvo vamwe vari kuti vanoda sarudzo kuti dziitwe gore rinuoya.
VaMugabe vakaramba kugadza VaGibson Sibanda segamba izvo zviri kushorwa nevakawanda.
VaTsvangirai naVaMutambara vainge vanyora tsamba kuti VaSibanda vaitwe gamba renyika.
Asi VaMugabe varamba kuti VaSibanda varemekedzwe segamba.
VaZuma vakaudza VaMugabe naVaTsvangirai kuti vagadzirise zviri kunetsa mukati memwedzi mumwe chete.
Asi VaArthur Mutambara vanoti nyika haina kugadzirira kuita sarudzo idzi pari zvino.
SADC inoudza vakuru muhurumende kuti vagadzirise zviri kunetsa mukati memwedzi mumwe chete
SADC inoti nhaurirano dzemuZimbabwe ngadzirambe dzichiitwa
Mukuru wemapurisa, VaAugustine Chihuri, vanoti vanoda kuti mitemo yesarudzo ivandudzwe.
MDC mbiri dzopinda mumusangano weSADC dzisina kubatana panyaya yesarudzo
Nyaya yeZimbabwe yekuramba kutambira dare reSADC Tribunal panyaya yeminda ichakurukurwawo pamusangano uyu
Vanorwira kodzero dzevanhu vanoti vakapara mhosva vanofanirwa kusungwa
Nhengo yedare reCongress, VaDonald Payne, vachitsigirwa nevamwe vavo ndivo vari kutungamira kuvandudzwa kwemitemo inobata Zimbabwe.
Vatsigiri veMDC vanoti vari kurohwa kuManicaland mumisangano yeCOPAC
Vechidiki vemuAfrica vanonzwa VaObama vachitaura muWashington
Asi munyori weSADC, VaTomaz Salomao, vanoti havasi kutaura nyaya iyi pari zvino
Rodhai zvimwe