Vanhu vanofungidzirwa kuti vasori vanonzi vaenda nhasi mangwanani vachitsvaga sachigaro we Crisis In Zimbabwe Coalition, uye vari mukuru we Heal Zimbabwe Trust, Va Rashid Mahiya, vachivatsvagwa asi vakasa buda panze sezvo vanoti vange vachityira hupenyu hwavo.