Bishop Magaya vanoti vachatora mukana uyu kuudza nyika pamusoro pekukosha kwezvinhu zvina zvavanoti zvinofanirwa kutariswa pamunhu anenge achida kuvhoterwa, zvinoti rugare, hutongi hwejekerere, zvinhu zvakajeka, uye kuchengetedzwa kwebumbiro remitemo.