Sangano revarairidzi vekumaruwa, re Amalgamated Rural Teachers Union of Zimbabwe, rinoti riri kukurudzira vashandi vehurumende vese, pamwe neveruzhinji kuti varamwe mabasa pamwe nekuvhara mabhizimusi kutanga kusvika mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vasiya basa.