Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vari kuda kuti sarudzo dziitwe pakati pegore
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vakazivisa kare kuti sarudzo dzichaitwa pakati pegore rino ra 2011
Hurumende yeZimbabwe inoti yakatora danho iri senzira yekuzvidzivirira
Vamwe vanoti hurumende yeZimbabwe haina zvikuru zvairi kuita kubatsira muhurongwa uhu
Mangoda ekwaMarange anonzi ari kutengeswa pamukoto mushure mekubuditswa nekuMozambique
Mamwe emauto aya anonzi ari kumanikidza vanhu kupinda misangano yawo
Amai Grace Mugabe vari kuda kuripwa US$15m nebepanhau re The Standard
Mutungamiri weMagistrates Association of Zimbabwe, VaDouglas Chikwekwe, vanoti nhengo dzavo hadzisi kuzobvuma kutyisidzirwa
Copac inoda mari inodarika mamiriyoni gumi nemaviri emadhora kuti ipedze basa rayo
Vagari ava vanoti vanotopona nekuteerera nhepfenyuro dzekunze dzakaita seRadio Mozambique neStudio7
Chinonzi chiri kunyanya kukwidza mitengo yezvinhu kukwira kwemafuta edzimotokari
ZBC iri kutyora GPA nekurerekera kubato reZanu PF pakuita basa rayo
Kanzuru yeMutare yakazara nenhengo dzeMDC inotungamirirwa naVaMorgan Tsvangirai
VaMugabe vakaudza Central Committee yebato ravo kuti vanoshushikana zvikuru nevamwe vavo muhurumende vari kuburitsa mashoko
Vanhu vakafa vanodarika zviuru makumi matatu vachiri mugwaro revavhoti
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoda kuti bhiri iri rive mutemo nekukurumidza
VaChibaya vanonzi vari kupomerwa mhosva yekukonzeresa mhirizhonga
Mukokeri weMDC-T muparamende, VaInnocent Gonese, vanoti dzeparamende dzinotevedzera zviri mumutemo
Gurukota rezvemaindasitiri, VaWelshman Ncube vanonzi vakati dare remakurukota rakanga rawirirana kusendeka muetmo uyu kwechinguva
Sangano iri rinoti vana vakawanda vari pasi pemakore mashanu vari kubatwa nezverwere zvinokonzerwa nekusayamwa mukaka kwakakwana
Rodhai zvimwe