Sangano iri rinoti riri kubatsira kare Zimbabwe muzvirongwa zvakasiyanasiyana, zvinosanganisira kunyorwa kwebumbiro idzva
Asi vamwe vatotanga kuchema chema nedanho reKiss FM rekuda kushandisa zvinhu zveZBC
Zanu PF yakatozivisa kare kuti yava kutanga ongororo yezvakaburitswa neWikiLeaks
VaMugabe vanoti bato ravo richanzwa kuchikwata chiri kuongorora vaivanyomba nerweseri
MDC inoti VaChinamasa vari kumirira pfungwa dzebato ravo kwete dzehurumende
VaEmmerson Mnangagwa naVaAugustine Chihuri vamwe vevakuru vakuru vakataurawo mashoko ekutyisidzira aya
Nhengo yeZanu PF vachimirira Mazowe North muparamende VaCairo Mhandu vakati zvakabuda paongororo iyi zvinofanirwa kuburitswa
VaGoche vakati hupfumi hwenyika hahusati hwagadzikana zvekuti hurumende irambidze kupinzwa kwemotokari tsaru
VaMugabe vanoti vakanga vanoona mwanasikana wavo Bona kuHong Kong
NRZ inoti zvinhu zvakaomera kambani yavo sezvakangoita vamwe vose munyika
Gurukota rezvedzidzo, VaDavid Coltart, vanoti dambudziko iri rinofanirwa kugadziriswa
Hurumende inoti makambani asingaiti zvinodiwa nemutemo wekuendesa hupfumi kuvatema acharangwa
Kubva pakaitwa musangano mukuru weZCTU, Vamatombo vakaramba vachiti ndivo mutungamiri
Asi masangano evarairidzi makuru emunyika anoti anoshora danho rekuti vabereki vabhadhare mari dzekubatsirikana
Pasara kuonekwa kuti Zimbabwe ichatorawo danho ripi sezvo yakadzinga vaive mumiriri weLibya mushure mekutsigira kwake NTC
Zanu PF inoti hurumende idzi dziri kushandisawo masangano akazvimirira sechombo chekuiparadza nacho
Asi nyanzvi mune zvematongerwo enyika dzinoti danho iri harina zvikuru zvarinoshandura
ZESN inotiwo kuvhotera panzvimbp imwe chete kunogona kutadzisa vamwe kuvhota
Hurumende iri kuda kuti munhu ange achivhotera panzvimbo imwe chete
Rodhai zvimwe