Nyanzvi mune zveupfumi dzinoti mutemo uyu uchaita kuti vanhu vatsvage nzira dzechitsotsi dzekuunzvenga nadzo
Asi vamwe vatyairi vanoti hurumende ngaitange yaparadza huwori huri mubazi rezvekutakurwa kwezvinhu
Zimbabwe inorangarira kufa kwakaita zviuru zvevanhu muAmerica
Nyanzvi dzezvematongerwo enyika dzinoti nyaya yemigodhi haisi kubatwa zvakanaka
Mapurisa anoti akwanisa kudzimura mhirizhonga iyi nekukasika zvinhu zvisati zvaipisisa
Asi nyanzvi munyaya dzemitemo dzinoti zvaitwa neZimbabwe kupedzera tsvimbo kumakunguwo
Zanu PF inoti mashoko aVaBiti anokonzera ruvengo muvanhu
Asi veZanu PF vanoti vanofara nedanho iri sezvo MDC yaonawo kukosha kwekudzidzisa vechidiki maererano nenyika yavo
Nyanzvi munyaya dzvezvematongerwo enyika dzinoti VaSibanda vari kuvhundutswa nezviri kuitika kuLibya
ZESA inoti haigari yakawedzera mitero yemagetsi nguva dzose
Vamwe vanoti hapana anoziva kuti akatsvira mumba ndiVaMujuru here kana kuti kwete
VaPishai Muchauraya vanoti vagari vemunharaunda yechikoro ichi havachabvumidzwi kusvika pachikoro ichi
VaMugabe vanoti JOMIC haipindwe nevekunze kwenyika
Mapato ari muhurumende yemubatanidzwa anzi abude nehwaro hwesarudzo, uye kutara nguva inofanirwa kuitwa sarudzo
VaTapa vanoti zvinorwadza vashandi kana ZCTU yakatsemuka nepakati nenyaya yekurwira masimba
Musangano weSADC uchazeya gakava riri muZimbabwe
ZLHR inoti nhengo dzeZanu PF dzinopara mhosva hadzisi kusungwa
Masangano aya ari kutarisirwa kusvitsa gwaro rekurudziro iyi kumusangano weSADC uchaitwa svondo rinouya kuAngola
MDC-N inofungidzira kuti nhengo yayo yakapondwa nevatsigiri veZanu PF
Asi vamwe vanoti VaMugabe vanofanirwa kuudza nhengo dzebato ravo reZanu PF kuti dzisiyane nemhirizhonga
Rodhai zvimwe