Sachigaro wekomiti yezvemitemo, VaDouglas Mwonzora, vanoti vari kuzoenderera mberi nekuona kuti vakakonzera mhirizhonga vasungwa
Zimbabwe inoda rubatsiro sezvo mvura isina kunaya mudzimwe nzvimbo
Gurukota muhofisi yaVaTsvangirai, VaJameson Timba, vanoti uku kunonoka chete, kwete kuti kuzvidza VaTsvangirai
VaChindori Chininga vanoti komiti yavo haizofi yakashandiswa nevamwe muhurumende vasiri kufarira dhiri reZiscosteel iri
Asi mutauriri weZanu PF VaRugare Gumbo varamba mashoko aya vachiti vanhu vari kubhadhara pamadiro avo
MDC iri kupomera ZBC mhosva yekushandisa mashoko ekunyomba hutungamiri hwayo, zvikuru VaTsvangirai
Gurukota rezvedzidzo, VaDavid Coltart vanoti bazi ravo riri kuongorora nyaya yekupinda kwevezvematongerwo enyika muzvikoro
Nhumwa idzi dziri kuda kuona kana zvakabvumiranwa muGPA zvava kuzadziswa
Bazi raVaMpofu rakapa bazi raVaBiti $27 million iyo yakashandiswa mukuwedzera mihoro yevashandi vehurumende
VaTomaz Salamao vati vatatu ava vachashanda chete nenhumwa dzaVaZuma
Mapato maviri eMDC ari kuda kuti patange paumbwa hwaro hwesarudzo, izvo zvinonzi zviri kutsigirwawo naVaJacob Zuma
Hurumende inoti haina mari yekuwedzera vashandi vayo mihoro
Vashandirwi vanoti zvinhu zvichakavaomera munyaya dzehupfumi
VaObert Mpofu votosvorana nevamwe vavo muZanu PF panyaya yeMatabeleland
MDC-T inoti haicherechedzi BAZ nokuti yakagadzwa zviri kunze kwechibvumirano cheGlobal Political Agreement
VaTsvangirai vanga vasati vapinda museneti kubva pakaumbwa hurumende yemubatanidzwa
Asi Apex Council inoti yakanyorerana chibvumirano nehurumende chekuwedzera vashandi vayo mari
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti hurumende haina mari yekuwedzera vashandi vayo
Apex Council yosangana nehurumende neChishanu kuti pazeyiwe mari dzemihoro
VaMatutu vati zvingangotora mwedzi ingasvika mitatu kuti bazi ravo ripindure vemakambani aya
Rodhai zvimwe