Amai Chikowore vati sangano ravo richabuda chete nezvisungo mushure memusangano uri kutarisirwa kuitwa neChishanu
Zanu PF inonzi iri kugara yakashungurudza nhengo dzeMDC-T
Vechidiki veZanu PF vanonzi vari kutengesa mifananidzo iyi nemadhora makumi matanhatu
MDC-T inoti hairana kurambidza ZBC kuita basa rayo
Zanu PF inoti ZESN iri kushandiswa nenyika dzakabudirira kusvibisa nyika
Asi NCA inoti vanhu ngavarambe bumbiro idzva mureferendamu
Nyanzvi mune zveupfumi dzinoti hurumende ngaiise Air Zimbabwe mumaoko evakazvimirira
MDC ne Zanu PF dzokandirana nyoka mhenyu pakuti ndiyani ari kudzorera shure chirongwa cheCOPAC
ZPP inoti hurumende ine chekuitawo nekukwira kwemhirizhonga munyika
Zanu PF neMDC-T dzopesana pane zvinoreva gwaro reSADC
SADC iri kukurudzirwa kuti ipedze kugadzirisa gakava riri muZimbabwe
MDC inogara ichinyunyuta kuti Zanu PF iri kuita humbimbindoga pakushara magamba enyika
Lobels inonzi ine zvikwereti zvino darika $1 million
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti hurumende haina mari yekuwedzera vashandi vayo
MDC-T inoti inotarisira kurangwa neNCA nenzira kwayo kana yakakanganisa
Magweta aya ati vazobvumidzwa kuonana nevasungwa avamushure mekusvitsa magwaro edare aya kumapurisa
Asi Professor Chavunduka vanoti Zanu PF haisi kutaura chokwadi
Sangano reAAG rinonzi rakatorawo mukana wekusainisa vanhu vakaungana paZimExpo gwaro rekuramba zvirango
MDC yaka patsanurana mugore ra2005 mushure mekunge vatadza kuwirirana panyaya yekuti vopinda here musarudzo dzeseneti.
Kuverengwa kwevanhu kunonzi kuchatanga gore rinouya
Rodhai zvimwe