MDC inoti VaChihuri ngavachienda kumudyandigere nekuti vari kutadza kuita basa nemazvo
Asi MDC inoti GPA inokurudzira kuvandudzwa kwemapoka evasori nevachengetedzi venyika
Asi kubva patanga gore rino, VaMugabe nemudzimai wavo vari kugara vachimhanyira kuSingapore nekuMalaysia kunotariswa navanachiremba
Zanu PF iri kuda kuti sarudzo dziitwe gore rino, asi mapato eMDC ari maviri ari kuti patange paitwa hwaro hwesarudzo
Mapato eMDC ari maviri anonzi ari kupomera Zanu PF mhosva yekuda kushandura zvavakambobvumirana
ZZZICOMP inoti yakabvumidzwa kutimira vanhu vasere chete, asi iyo yaida kutumira vanhu gumi nevanomwe
ZBC ndiyo chete nhepfenyuro iri kushanda iri munyika
MDC inoti mukuru wemapurisa, VaAugustine Chihuri, havasi kuudza nyika chokwadi panyaya dzemhirizhonga
Mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, vari kutarisirwa kupira nyaya yeZimbabwe kumusangano weSADC kuNamibia
Misha yenhengo dzeMDC kuManicaland inopiswa
ZCTU inoti MDC yakaumbwa iine chinangwa chekuchengetedza kodzero dzevashandi
Bin Laden aizivikanwa nenyaya dzehugandanga pasi rose
Nyanzvi mune zvematongerwo enyika dzinoti VaTsvangirai vanofanirwa kutevera mashoko avo nemabasa, kwete kungotaura chete.
Asi mumiriri wevashandi, Amai Tendai Chikowore, vanoti vashandi vachamirira Chikumi akavimbiswa naVaMugabe
VaTsvangirai chete ndivo vasiri kukukwidzwa pakongiresi yeMDC-T
VaNelson Chamisa, vaudza Studio 7 kuti vakakonzeresa mhirizhonga mudunhu reBulawayo vachatorerwa matanho akaomarara
Nyanzvi munyaya dzekurima dzinoti munyika mune dzimwe nzvimbo dzisina kukohwa
Professor John Makumbe vanoti ongororo yeFreedom House haina hudzamu hwakanyanya
Mapurisa anombochengetedza magweta anga achinomirira VaMzila-Ndlovu
Mutauriri weMDC-T, VaNelson Chamisa, vanoti mhirizhonga inonzi iri mubato ravo iri kutokonzerwa neZanu PF
Rodhai zvimwe