Kunyange havo VaMugabe vatuka nyika dzekumawirira, havana kunyomba MDC sezvavanogaroita panenge paunganwa
Kuramwa mabasa kuri kuitwa kuAir Zimbabwe kwava kugwadamisa kambani iyi
Kongiresi yeMDC yanga ichinangana nemhemberero dzezuva revashandi reWorkers' Day
Mapurisa anonzi akashandisa chisimba pakusunga vafundisi vaida kucherechedza zvakaitika kuZimbabwe Grounds muna Kurume 2007
Ivo VaMugabe vagara vachiendawo kuSingapore kunorapwa sezvo hutano hwavo huchinzi hahuchina kumira zvakanaka
VaMugabe nebato ravo vari kuda kuti sarudzo dziitwe gore rino kunyange vamwe muhurumende vari kuramba
MDC T inoti zviri pachena kuti misangano yayo iri kurambidzwa nemapurisa
Mapoka ose ari maviri akumbira ruregerero nekusafamba kwemabsa mumatare edzimhosva kwemazuva maviri adarika
VaMangoma vari kupomerwa mhosva yekushandisa hofisi yavo zvisizvo
VaMudzuri vanoti vanhu vakasununguka kusarudza vanhu vavanoda pasina kuita anovamanikidza
Pane fungidziro yekuti pangangoita nhengo dzeZanu PF dzakavhotera VaLovemore Moyo
Mubairo wepamusoro soro uyu unopiwa kuvanhu vanenge vashandira nyika dazvo zvinodadisa kana kubatsira vamwe vanhu
Masangano aya ari kushambadzawo mumapepanhau kuti vanhu vadzidze kugarisana murunyararo
VaLovemore Moyo vakabviswa pachigaro nedare reSupreme Court vachinzi havana kusarudzwa zvakachena
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyikq dzinoti dzinoti VaTsvangirai vakumbira ruregerero nemashoko avo akadai
Rimwe gurukota rinoti VaTomana ngavaferefetwe
MDC inotungamirwa naVaWelshman Ncube inoti haina waichavhotera musarudzo
Mutauriri weZanu PF, VaRugare Gumbo, vanoti zviri kuitwa nenyika dzekumawiririra muLybia zvinoitwa chete nezvimbwasungata
Hurumende inoti haidi kuti nyaya dzematongerwo enyika dzipinda munyaya yechikafu
VaMadhuku vati vanga vomiswa pamberi pedare nemhosva yavasina kudaidzirwa kudare
Rodhai zvimwe