Sangano iri rinoti MDC yakatadza kutia zvayaitarisirwa kuita muna 2008 mushure mekukunda Zanu PF muasrudzo
MDC iri kuchema nenyaya yekusungwa kwenhengo dzayo, danho rinonzi nebato iri riri kukonzerwa neZanu PF
VaKasukuwere vanonzi havasati vadzokera kudare remakurukota kunopira zvavakawana
Kanzuru yeHarare inonzi iri kurasikirwa nemari yakawanda kwazvo panokanganiswa kufambiswa kwebasa reEasipark
Vanhu vanoti vari kushungurudzwa nehurumende
WOZA inoti nhengo dzayo dziri kushungurudzwa nemapurisa
VaChihuri vanoti MDC ndiyo iri pamberi mukuita mhirizhonga
Kushungurudzwa kwevanhu kuri kuenderera mberi munyika
Zanu PF inoti yakoka munhu wose kuchiitiko ichi zvisineyi nekuti ndewe bato ripi
Zvinonzi danho iri ratorwa pachityirwa kunzi vanhu vangangoratidzira kutanga Chipiri
MDC inoti nhepfenyuro yeZBC iri kuita rusarura
Masangano aya anoti haasi kuzonangana nebato rimwe chete muhurumende yemubatanidzwa
Sangano iri rinoti nyika haisati yagadzikana zvakanaka munyaya dzeupfumi
Vatungamiri vaviri ava vari kutarisirwa kukurukura nyaya dzemhirizhonga yanetsa munyiika
Zanu PF neMDC yaVaNcube dzobatana panyaya yezvirango
Nyanzvi dzeupfumi dzinoti zvimwe zviri kukwidza inflation imhirizhonga iri kuramba ichiitika munyika
MDC inoti izvi zviri kuitirwa kukanganisa gadziriro yemusangano wayo wekongiresi
Vatyairi ava vanonzi vakawanikwa vaine mabhikoni anoshandiswa nemapurisa nemauto
Christian Alliance inoti mapurisa ari kuramba achishungurudza vanhu vari kutiza mhirizhonga
Asi MDC noti mapurisa ari kushanda neZanu PF mukushungurudza nhengo dzayo
Rodhai zvimwe