Amai Makone vanoti hapana kuwirirana panyaya yekuti ndiyani ari kukonzera mhirizhonga pakati peMDC neZanu PF
VaMutambara vanoti vari kuti vasiye basa vava kupinda nemwenje mudziva
Mhirizhonga iyi inonzi yakakonzeresa kuvharwa kwemahofisi ekanzuru yeguta reHarare
Vashandi vazhinji vari kuda kuti mari dzavanotambira dzitangire pa$502.00 pamwedzi
Purazi iri rakanzi nematare edzimhosva harifanirwe kutorwa nani zvake
Vamwe vanoti VaZuma havazowana nguva yakakwana yekutarisa nyaya yeZimbabwe
IMF inoti kushandiswa kwemari dzekunze munyika kwakakwanisa kumisa inflation iyo yanga yoita murambamhuru
Asi sachigaro veApex Council, Amai Chikowore, vanoti vakumbira kusangana nemutungamiri wenyika kuti vasvitse zvichemo zvavo
Sachigaro weApex, Amai Chikowore, vanoti musangano weChitatu uyu ndiwo uchasunga danho richatorwa nevashandi
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti VaMugabe havana masimba akanyanya muGPA
Vamwe vobvunza kuti VaMugabe vachatambira here kukundwa rwendo rwuno?
Asi mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanonzi vachiri kuzororo vamwe vachiti vari kurwara
VaZuma vanonzi vari kuda kuti patange paitwa hwaro hwesarudzo pasati pataurwa nezvesarudzo
Asi nhengo idzi dzinoti dzicharwisa danho iri zvakasimba
Sangano revarairidzi rePTUZ rinoti ramirira kunzwa zvichaitwa nehurumende mumazuva manomwe
Vashandi vehurumende vanoti vanoda kutambiriswa mari inoenderana nekuoma kwaita hupenyu
PTUZ iri kukurudzira nhengo dzayo kuti dzisashanda kusvika dzanzwa zvichabuda mumusangano wemari uchaitwa neChina
Mutangamiri mutsva webato iri, VaWelshman Ncube, vanonzi vakaita chikiribidi pakuronga musangano mukuru webato iri
Nyanzvi dzezvematongerwo dzinoti pfungwa yeMLF yakanaka, chakaipa chete kupatsanura nyika
Vashandi vanoti vachaita hurukuro dzekukwidza mihoro nevashandirwi
Rodhai zvimwe