Sangano rinoongorora mamiriro ezvinhu munyaya dzezvemagariro evanhu, matongerwo enyika uye hupfumi muAfrica, reMo Ibrahim Foundation, rinoti Zimbabwe ndiyo nyika muAfrica yose yabudirira zvakanyanya munyaya dzekusimudzira kumaruwa, kutanga mabhizimisi uye zvivakwa.