Munhabvu muZimbabwe muchange musingadaidzwe anzozwa nemachikichori emitambo arimo mukupera kwesvondo kusanganisira fainari yemukombe weChibuku Super Cup.
Chikwata chemaWarriors chasimuka chakananga kuLesotho chiine vatambi vana vakaberekerwa nekukurira kuEngland avo vakamboramba kutambira chikwata ichi.
Zvikwata zvina zvese zviri kurwira mukombe weCastle Lager Premier Soccer League zvakakunda mumitambo yazvo zvichisiya pasina shanduko muhurongwa hwetafura yemakundano aya.
Makundano eCastle Lager Premier Soccer League ave nemutungamiri mutsva kwasara mitambo mina kuti makwikwi aya asvike kwambvura yacheka makumbo.
Nzira dzkatarisa kuBaobab Stadium neSvondo Kuchange kune makuwere mukupera kwesvondo apo zvikwata zvichatashurana mumakwikwi eCastle Lager Premier Soccer League.
Vateveri vekiriketi vari kutemeswa musoro nematambiro echikwata chavo icho chiri kukundwa nguva dzese pangave pamusha kana kunze kwenyika.
Makundano eChibuku Super Cup ari kupinda muma semi fainari asina kana nzombe huru imwe chete yenhabvu muZimbabwe zvichitevera kudzingwa kwaitwa Caps United kubva mumakwikwi aya.
Caps United yatarisana nenjodzi yekudzingwa mumakundano eChibuku Super Cup zvichitevera mhirizhonga yakaitika pamutambo wayo neShabanie Mine.
Chikwata cheCaps United chatarisana nenjodzi yekudzingwa mumakundano eChibuku Super Cup zvichitevera mhirizhonga yakaitika pamutambo wavo neShabanie Mine.
Zvikwata zveNgezi Platinum Stars neFC Platinum zvadimbura hutungamiri hweDynamos iri pamusoro peCastle Lager Premier Soccer League kusvika papoindi imwe chete kwasara mitambo mitanhatu chete kuti makundano aya asvike kwamvura yacheka makumbo.
Svondo rino, zvikwata zviri kutungamira makundano eCastle Lager Premier Soccer League, Dynamos, Ngezi Platinum Stars neFC Platinum zvatarisana nenjodzi yekudonhedza mapoinzi akakosha panguva ino apo zvine mitambo yakaoma zvikuru, kunze kwemusha.
Mutambo uyu wakagumira panzira apo vatsigiri veCaps United vakakanda zvinokuvadza munhandare mushure mekunge mubatsiri wemubati wepembe, VaThomas Kusosa, vakaramba chibodzwa chakakandwa naKudzi Nyamupfukudza.
Makundano eChibuku Super Cup ari kupinda muma kota fainari pasina manyuku-nyuku anowanzofambirana nemakundano akadai.
Chikwata chine mukombe weChibuku Super Cup, cheNgezi Platinum Stars, chiri kutanga dziviriro yacho nemutambo wakaoma zvikuru muBaobab Stadium neSvondo apo chiri kubandana nemaGreen Machine eCaps United ayo ari kubhebha moto zvinotyisa.
Caps United yakatadzisa Dynamos kutora hutungamiri hwemakundano eCastle Lager Premier Soccer League mushure mekurova chikwata change chichipisa ichi neSvondo.
Chikwata cheDynamos chawana mukana wekuenda pamusoro pemakundano eCastle Lager Premier Soccer League kekutanga kubvira makundano emwaka uno atanga.
Chikwata cheDynamos chasimbisa mukana wacho wekutora mukombe weCastle Lager Premier Soccer League nekudambura chikwata chinovatambudza cheCaps United. Dynamos yakafadza vateveri vayo mushure mekunge chikwata ichi chakadambura Caps United 2-0 pamberi pechaunga chaityisa muNational Sports Stadium nemusi weSvondo.
Zvikwata zvese zviri kurwira mukombe weCastle Lager Premier Soccer League zvakakunda mumitambo yazvo zvichisiya pasina shanduko muhutungamiri hwemakwikwi aya.
Dynamos yasiiwa nemapoinzi matatu chete nechikwata chiri kutungamira makundano eCastle Lager Premier Soccer League cheChicken Inn zvekuti vatsigiri vechikwata ichi vari kuona mutambo wavo neYadah muRufaro Stadium neSvondo seuyo uchavaendesa pamusoro pegungano reCastle Premier Soccer League
Vaitaura kuti chikwata chine mukombe weCastle Lager Premier Soccer League che Caps United chaenda kumawere vakapihwa mamwe mafungiro nemaGreen Machine muRufaro Stadium nemusi weSvondo.
Rodhai zvimwe