Mutambo weZimbabwe Warriors neBafana Bafana ndewehushamwari
VaMoses Chunga vanonzi vari kuda kuita zvemabhizinesi avo
Chikwata cheZimbabwe chakakokwa kumakwikwi epamusoro e2010 Honk Kong Sevens rugby tournament aya zvichitevera kutamba zvakanaka kwakaita chikwata ichi gore rapera.
Nyika pfumbamwe dziri mumakwikwi aya ekutsvaga nyanzvii dzichatamba kumakwikwi achaitirwa kuNigeria
Makwikwi eAfrica Junior Tennis Championships zonal qualifiers ane nyika pfumbabwe dzemuAfrica.
Zambia inoita mangange neTunisia 1-1
Sangano reZimbabwe Cricket rinoti riri kutsvaga murairidzi wemutambo wekiriketi
Chirongwa cheCricket chemafrancise chounza mutambo wecricket kuruzhinji.
Cara Black anopa rubatsiro kuvatambi vechidiki vetenesi
Mvura inomisa mitambo yetenisi iri kutambirwa muHarare
Sangano reTennis Zimbabwe rinoti zvikwata zvemutambo uyu zviri kutsvaga vatambi vane hunyanzvi
Chikwata chemaWarriors Chicha Tamba NeSyria Mangwana Mumutambo Wekuyedzana simba kuMalaysia.
Asi Zimbabwe yakambokundwa neThailand nezvibodzwa zvitatu isina chayaniswa neChitatu.
Dynamos iri kugadzirira kupinda mumakwikwi eCAF Champions League
Gunners inokohwa mikombe pamakwikwi evatambi venhabvu
Nhepfenyuro yeZBC inonzi haina mari yekubhadhara kuitira kuti ipihwe mvumo yekutepfenyura mitambo iyi
Such an appointment would advance a PSL restructuring program intended to improve the league's administrative capacity
Rodhai zvimwe