Accessibility links

Breaking News

New Winners Tournament Inopera muHarare


Mitambo wetenisi yechidiki vanobva munharaunda dzakasiyana siyana munyika yapera zvakanaka neChina muHarare kunyange hazvo yambomiswa nemvura yanga ichinaya.

Makwikwi eNew Winners Tournament aya ange achitambirwa kuPrince Edward, kuHararare Sports Club ne Saint George's.

Vatambi vange vari pamakwikwi aya vanoti vafadzwa nerutsigiro rwapihwa nemutambi ane mukurumbira, Cara Black, pamakwikwi aya.

Muridzi wenyere (referee) mumakwikwi aya, VaLazarus Manjoro, vanoti vari kufadzwa zvikuru nemafambiro akaita makwikwi aya.

XS
SM
MD
LG