Hurukuro na Muzvare Diana Zimbudzana
Hurukuro naVaPupurai Togarepi PAP Elections
Hurukuro na Dr Ricky Mukonza- PAP Elections
Akafanobata chigaro chemurairidzi wechikwata chemaWarriors, Norman Mapeza, anoti chikwata chake chakagumbura zvikuru nyika nekutadza kwachakaita kupinda munharaunda yechipiri yemakwikwi eAfrica Cup of Nations, Afcon, kuCameroon.
Vatungamiri venyika dzekuchamhembe kweAfrica, kana kuti SADC, vari kuita musangano wechimbi chimbi muLilongwe kuMalawi vachizeya mamiriro akaita zvinhu kuMozambique.
Chikwata cheZimbabwe chemaWarriors chiri mukuchema mushure mekurohwa neSenegal mumutambo wacho wekutanga weAfcon 2021 .
Vatambi vakawanda vane mukurumbira kusanganisira Marvelous Nakamba weAston Villa nevamwe vangangotadza kunomirira nyika kumakundano eAfcon 2021 aya nemhaka dzakasiyana-siyana.
Hurumende yeBritain yazivisa kuti yambomisa kuti ndege dzinobva muZimbabwe nedzimwe nyika shanu dziri kuchamhembe kweAfrica kuti dzimhare munyika iyi kusvika nemusi weSvondo zvichitevera kuwanikwa kweimwe mhando yehutachiwana hweCovid 19 kuSouth Africa nekuBotswana.
Nyaya yemagwaro anobvumidza zvizvarwa zveZimbabwe kugara nekushanda muSouth Africa zviri pamutemo, kana kuti Zimbabwe Exemption Permits, yotsviriridza zvakare munyika iyi zvoita kuti zvizvarwa zveZimbabwe zvigare zvakabatira ura mumaoko, sezvo magwaro aya ari kupera kushanda mukupera kwegore rino
Bato reMDC Alliance nhasi rakurudzira sangano renyika dziri kuchamhembe kweAfrica, reSouthern African Development Community, kana kuti SADC, kuti rive mutongigava pagakava riri munyika zvichitevera kurudziro yesangano iri yekuti paitwe nhaurirano munyika.
Chikwata cheZimbabwe Netball team chiri mukamba umo chiri kugadzirira makundano ePent Series neAfrica Netball Championships ayo achatambirwa mu Windhoek, kuNamibia.
Rodhai zvimwe