Sangano reAAG riri kuZimExpo USA 2011 richitaura nezvechirongwa chekuendesa hupfumi kuvatema
Sangano re Youth Forum Zimbabwe rinoti pane zvinhu zvakawanda zvinofanirwa kugadziriswa kuitira kuti munyika muitwe sarudzo dzakachena.
Asi kubva patanga gore rino, VaMugabe nemudzimai wavo vari kugara vachimhanyira kuSingapore nekuMalaysia kunotariswa navanachiremba
Mazana evafambi vanoshandisa Air Zimbabwe vanonzi vakaona chitsvuku panhandare yendege muHarare, apo ndege dzisina kusimuka
Chirongwa chekuverengwa kwevanhu, icho chinoitwa kwapera makore gumi, chichaitwa zvakare gore rinouya ra2012
National Gallery of Zimbabwe inoti zuva reInternational Museum Day rananganawo nevhiki rekucherechedzwa kwetsika nemagariro munyika
Mtukudzi akadomwa nekambani yeZimbabwe Tourism Authority kuti apihwe ruremekedzo nemabasa aanoita ekushambadza nyika nemimhanzi yake
Zanu PF iri kuda kuti sarudzo dziitwe gore rino, asi mapato eMDC ari maviri ari kuti patange paitwa hwaro hwesarudzo
Chikwata chemaMighty Warriors chiri kutairisirwa kukunda Angola neSvondo kuti chikwanise kuenderera mberi nemakwikwi aya
Zimbabwe Warriors iri kusangana nechikwata cheku Mali
The Zimbabwe Football Association has appointed Norman Mapeza as the substative coach of the Warriors effective Wednesday.
Zifa inoti murairidzi mutsva anofanirwa kunge ava pabasa mwedzi usati wapera
Dynamos ne Motor Action dzodzvokora mukombe wePSL
Rodhai zvimwe