Accessibility links

Breaking News

Chikwata CheHighlanders Choita Mangange 0-0 NeDynamos Mumutambo WeCastle Premier League


Zvikwata zveHighlander ne Dynamos zvaita mangange 0-0 mumutambo we Castle Lager Premier League watambirwa kunhandare ye Barbourfields nhasi masikati.

Izvi zvavakureva kuti Highlanders yave nemapoints masere Dynamos iine mapoints mashanu.

Chikwata cheChiken Inn ndicho chiri pamusoro peLeague parizvino chine ma points gumi ne tatu patambwa mitambo mishanu. Highlanders ine mapoints masere parizvino uye iri pachidzvimbo chechina palog.

Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio Seven aita hurukuro nemuwongorori wenhau dzemitambo Omega Sibanda kuti tinzwe zvizere nezve nyaya iyi.

XS
SM
MD
LG