Zimbabwe yonetseka pakuwanira makambani mari yekuasimudzira
VaTsvangirai vasvitsawo zviri pamutemo zvikoro zviviri izvi kubazi rezvedzidzo
Zvinonzi bumbiro idzva richange rapera neMuvhuro svondo rinouya
Vashandi vehurumende vari kuda kuti mari dzavo dziwedzerwe
Vanotenga donje vanonzi vari kuramba kukwidza mutengo wedonje
Gore rapera, Air Zimbabwe yakambomiswa zvakare kuve nhengo yeIATA yatadza kubhadhara zvikwereti kusangano iri
Ukuwo mutongo wedare unotadza kupedza makakatanwa muZCTU
Vari kunze kwenyika vanofanirwa kubatsira mukugadzirisa zviri kunetsa munyika
Gwaro raAuditor General rinoti hapana humbowo hunoratidza kuti vezvemutemo muhurumende vakabvumidza bazi iri kushandisa bhanga reIDBZ
Nyanzvi munyaya dzemasangano akazvimirira dzinoti sachigaro weNCA, VaLovemore Madhuku, munhu ari kuratidza kuti anokara masimba
Gore rapera JOMIC yakaumba makomiti mumatunhu ose emunyika nechinangwa chekurwisana pamwe nekupedza mhirizhonga yezvematongerwo enyika
Bato iri rinonzi rine gwaro rine zvarinoda kuti zviiswe mubumbiro idzva iri, asi mapato maviri eMDC anonzi ari kuzviramba
Varatidziri ava vanga vaine mutsvairo wavanga vachida kusvitsa kuna VaSata sechiratidzo chekutsamwa kwavo
Hurumende inoda kuti mabhanga evekunze ari munyika ape zvimwe zvikamu zvehupfumi kuvatema
Asi gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti mabhanga anofanirwa kubatwa nehungwaru
Bato reMDC-T ragara richishora maitirwo ari kuitwa chirongwa chekuendeswa kweupfumi kuvatema
Mitemo yezvekuendeswa kweupfumi kuvatema, pamwe nekuparara kwezvivakwa zvimwe zvicharamba zvichidzikisa budiriro munyaya dzeupfumi
Zimbabwe inofanirwa kutanga yanyora bumbiro idzva sarudzo dzisati dzaitwa
Musangano weSADC Troika uchazeya zviri kunetsa muZimbabwe pamberi pemusangano mukuru
Amai Pillay vakokwa nehurumende kuti vazvionere vega mamiriro akaita zvinhu munyaya dzekodzero dzevanhu
Rodhai zvimwe