Vechidiki muZanu PF vanoti VaMugabe vachatonga kudzamara vafa
Nyanzvi munyaya dzetsika nemagariro dzinotambira kuroora kwaVaTsvangirai pachivanhu
Matunhu ari kuramba kuzvitonga kwematunhu anosanganisira Midlands,Mashonaland West, Mashonaland Central, neMashonaland East
Zimstat inoti izvi zvakonzerwa nekukwira kwemitengo yedoro, fodya, mari dzemitero yedzimba nemvura pamwe nemagetsi
Amai Rindai Chipfunde-Vava, vanoti dzidziso iyi yakananganawo nevechidiki vachavhota kekutanga
Boka reBAZ rakapa marezenisi kumakambani maviri akarerekera kuZanu PF
Mumwe wemasachigaro eCopac, VaDouglas Mwonzora veMDC-T, vanoti vawirirana pazvimwe zvanga zvasara zvichinetsa
EU inoti Zimbabwe yaisa mudariro nyaya yekubviswa kwezvirango
Chirongwa ichi chiri kutarisirwa kushandura mamiriro enyaya dzedzidzo, uye kurarama kwevarairidzi, kana chikabudirira
Nhengo dzeZanu PF dzinonzi hadzisi kuwirirana panyaya yebumbiro idzva
Zanu PF inoti haitambiri vaongorori vesarudzo vanobva kuEuropean Union
Asi dzimwe nyanzvi dzinoti zvinhu hzvisati zvagadzikana munyaya dzehupfumi
Vashandi vakawanda vanoti vari kubatwa senhapwa nevashandirwi vekuChina
VaTsvangirai voshorwa nemamwe masangano evashandi nekusavacherechedza kwavaita
Munyori mukuru wechimwe chikwata cheZCTU, VaRaymond Majongwe, vanoti vachaenderera nehurongwa hwavo kunyange pasina vamiriri vehurumende
Muzvare Khupe vanoti hurumende inofanirwa kugadzirisa dambudziko iri
Vatungamiri vehurumende vanoda kuti bumbiro idzva ringe rapera kunyorwa svondo rinouya
MDC inoti Zanu PF iri kupindira munyaya yechikafu
Vatsigiri veMDC vakawanda vari kunetsekana nehuori rwunonzi rwuri kuitwa nemakanzura avo
VaMwonzora vanoti bato ravo richakwidza nyaya iyi kumusoro kuitira kuti VaShamu vatsiurwe kana kutorerwa matanho
Rodhai zvimwe