Munyika maita mutauro wakanyanya mushure mekunge vanoona nezvekufambiswa kwemabasa muZanu-PF, VaObert Mpofu, vataura svondo rapera pamusangano wevechidiki veZanu-PF kuKadoma kuti vanoda kuti bumbiro remitemo yenyika rivandudzwe kuitira kuti mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vatonge kudarika