Bazi reUnited Nations rinoona nezvechikafu reWorld Food Program, WFP, rinoti huwandu hwevanhu vari mumadhorobha vanoda chikafu hwasvika pamamiriyoni matatu nezviuru mazana matatu kana kuti 3,3 million kubva pamamiriyoni maviri nezviuru mazana maviri kana kuti 2,2 million.