NCA inoti zvave kubuda pachena kuti vezvematonmgerwo enyika havaifanira kunyora bumbiro remitemo.
MDC yakaparura chirongwa chinonzi Voice of Real Change chinenge chichipa vanhu nhau mururimi rweChishona, Ndebele neChirungu
Magwera anorwira kodzero dzevanhu anoti muchuchisi wehurumende haasi kuita zviri mugwara remitemo
Nhau dzeMDC dzinotaura zviri kuitika munyika
Bhanga iri rine zvikwereti zvinosvika US$ 1 billion kumakambani ekunze neemunyika.
Zimbabwe ine chikwereti chinosvika US$140 million kuIMF chaiiri kutadza kubhadhara nekushaya mari.
Chipangamazano chaVaZuma, Muzvare Lindiwe Zulu, vanoti vachazeya gwaro iri vozoona kuti votora gwara ripi.
South Africa yakashandisa mabhiriyoni akawanda mukuvaka nhandare nezvimwe kugadzirira makwikwi eWorld Cup.
Vakuru muZanu-PF neMDC vanoti hurongwa huchaenderera mberi kunyange paine kusawirirana panyaya yemari.
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika VaJoy Mabenge vanoti zviri kushanda.
VaIan Kay vanosungwa uku Marvellous Khumalo vachirohwa nevatsigiri veZanu-PF.
Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti mapurisa ari kungoda kugara akashungurudza nhengo dzebato ravo.
VaTsvangirai vakataura mashoko aya pamusangano nemuvhangeri wekuAmerica, Amai Joyce Meyer, apo vakataurawo mamirirro ezvinhu muhurumende
Zimbabwe iri kuda kuti ikanganwirwe chikwereti chayo che US$7,2 billion.
Gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vakatumira tsamba kumusangano uyu vachikumbira rubatsiro
Mumiriri weZimbabwe muAmerica, VaMachivenyika Mapuranga, vanonzi vakatunga munyoro weAfrica muhurumende yeAmerica
Gurukota rezvemari, VaTendai Bit,i vanoti vari kutarisira kuti hupfumi huchawedzera nezvikamu zvinomwe kubva muzana.
Nhengo dzeGALZ dzave kupomerwa imwe mhosva yekunyomba mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe.
VaTsvangirai vachaperekepdzwa nemakurukota matatu murwendo urwu.
Bato reMDC rinoti zvoitwa naVaMugabe zviri kukanganisa hurumende yemubatanidzwa.
Rodhai zvimwe