Gurukota rezvekubatana kwematunhu, Amai Priscialla Misihairambwi-Mushonga, vakaramwa nhaka vachiti vaityisidzirwa.
Muhurumende mune kunetsana panyaya yekuti makambani abatirwe mutero wekuendesa hupfumi kuvatema
VaMugabe naVaTsvangirai vakapedzisira kuita nhaurirano musi wa 3 Kubvumbi
Gurukota rezvemarii VaTendai Biti vemabhizimisi ndivo voita kuti zvinhu zvikwire mitengo zvakanyanya.
Nyaya yaVaBennett yoramba ichinetsa muhurumende yemubatanidzwa
Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti zviri pachena kuti Zanu-PF yava kuita zvematongerwo enyika panyaya yaVaBennett
VaMugabe vaimbenge vati vachatoresa mhiko VaBennett kana vachenurwa nematare asi vave kurova nhendeshure.
Nhumwa dzaVaKabila dzinosangana nevari kutungamira nhaurirano dzemuZimbabwe
Mutungamiri wehurumende VaMorgan Tsvangirai vari havo kumusangano weWorld Economic Forum uyu.
Chief Whip veZanu-P, VaJoram Gumbo, vakaita misangano neIMF neWorld Bank vakanzi Zimbabwe inofanirwa kuchinja maitiro ayo.
Mubairo we W Averell Harriman Democracy Award unopihwa kuvanhu vanorwira kodzero dzevanhu
VaMugabe ndivo vanonzi vari kudzosera zvinhu shure munyaya dzenhaurirano
VaLyson Mlambo veMDC inotungamirwa naVaArthur Mutambara vanoradzikwa muGweru
Chibvumarano cheGPA chinosungira kuti munyika muve nebumbiro idzva sarudzo dzisati dzaitwa
Iran ndiyo nyika yekunze ine makambani akawanda akaenda kuZITF gore rino
Zanu-PF inonzi ndiyo iri kudzivisa kuti pavandudzwe mitemo yenhau nekuda kurambira kwayo pamatomu.
VaKasukuwere vanoti makambani ari kutevedzera kurudziro yebazi ravo
VaChombo vanoti mutevedzeri wameya adzoke pachigaro asi mutungamiri wehurumende VaTsvangirai vanoti kwete.
VaMutambara vakasanganawo naSenator John Kerry vakakurukura nyaya yezvirango.
VaKasukuwere vanonzi havasi kuburitsa zvakabuda nedare remakurukota zvekuvandudza mirawo yemitemo iyi.
Rodhai zvimwe