Asi gurukota rezvehupfum,i VaSaviour Kasukuwere, vanoti hurumende iri kuenderera mberi nechirongwa chayo
Hukama hweMDC neANC hauna kumira zvakanaka zvichitevera mashoko aVaMalema
VaMugabe vanonzi havana kufara nenyaya yekuti hurumende yaVaBarack Obama haina kubvisa zvirango zvavakatemerwa.
Nyanzvi munyaya dzemitemo dzinoti hurumende iri kushungurudza VaBennett
VaMugabe vachiri kuramba vakatsika madziro vachiti zvirango zvinofanira kutanga zvabviswa vasati vazadzisa zvibvumirano.
VaMugabe naVaTsvangiari vari kunetsana muhurumende yemubatanidzwa
VaMugabe naVaTsvangirai voramba vakadhonzerana muhurumende yemubatanidzwa
Zanu PF yoramba yakatsika madziro munhaurirano nenyaya yezvirango
Nhumwa dzeSouth Africa dzinoti hadzisati dzapirwa nyaya yekuti nhaurirano dzingangononoka kupera.
Zanu-PF yange yoti hapana kana chimwe chayainge yawirirana naVaZuma vanova mutongi gava panyaya yeZimbabwe.
Mamwe masangano akazvimirira anoti haasi kusumwawo nehurumende nezvehurongwa uhu.
Mapurisa anoti motokari yaVaBiti yakaroverana nerori muChegutu uye vachiri kuferefeta nyaya iyi.
Vamwe muZanu PF vanoti VaGono ngavasiiswe basa kuRBZ
Asi dzimwe nyanzvi dziri kuyambira kuti uku kunogona kunge kuri kuchimbidza kumedza kutsenga vachada.
Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti zvikaramba nyaya ichadzokera kuSADC
President Zuma was also expected to meet deputy agriculture minister designate Roy Bennett who Mugabe has refused to swear in.
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti zvakaoma kugadzirisa zviri kunetsa muhurumende yemubatanidzwa.
VaTsvangirai vanoti havasi kuzorega mutemo uyu uchishandiswa kupfumisa vashoma.
Chipangamazano chaVaZuma, Muzvare Lindiwe Zulu, vanoti VaZuma vari kutarisirwa muZimbabwe svondo rinuya.
VaTsvangirai vanoti ivo naVaMugabe vari kutarisirwa kuzeya nyaya iyi.
Rodhai zvimwe