Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti VaMugabe vari kutyora chibvumirano
Dzimwe nyanzvi munyaya dzezvehupfumi dzinoti Zanu-PF yave kuda kutsvaga rutsigiro nekutora makambani nemigodhi.
Bato reMDC riri kutarisirwa kuita musangano neChina kuzeya nyaya yemutemo wekudzorera hupfumi kuvatema.
Asi Zanu-PF inoti zviri pachena kuti hurumende yeAmerica iri kuda kukanganisa mafambiro ehurumende yemubatanidzwa.
Nyaya yezvirango iyi yave kukonzera kunetsana kwakanyanya muhurumende yemubatanidzwa
Vanopa rubatsiro vanoti havasi kufara nezviri kuitwa nehurumende muhurongwa uhu.
Hurumende inotarisira kuti vari kushanya ava vachabatsira mukubviswa kwezvirango zvakatemerwa VaMugabe nevamwe vavo.
EU yakawedzera negore zvirango zvakatemerwa VaMugabe nevamwe vakuru muhurumende yavo.
Zanu-PF inoti yange ichida kuti zvirango zvibviswe kwete kuti pabviswe mazita avanamuchakabvu chete.
VaChombo vanoti havaneyi nekudzingwa kwemakanzura aya neMDC.
Kanzuru yeChitungwiza ine makanzura makumi maviri nemana, mumwe chete ari weZanu PF
Zanu-PF inotiwo kutaurirana ngakuenderere mberi uye zvirango ngazvibviswe.
Botswana neZimbabwe zvagara zvakarimirana kumuganhu panyaya yekuti Bptswana inoshora hurumende yeZimbabwe neku tyora kodzero dzevanhu.
Nyaya yezvirango yozeiwa nedare reparamende
VeMDC vanoti Zanu-PF ndiyo yakazvigokera moto muziso panyaya yezvirango.
MDC iri kurambawo kuti ine chekuita nezvirango zvakatemerwa Zanu-PF ichiti mazvokuda mavanga enyora.
VaTsvangirai vanoti vari kutarisira kuti sarudzo dziitwe muna 2011 pave nebumbiro idzva remitemo yenyika
Makanzura maviri eMDC ari mutirongo achipomwerwa mhosva yekuponda kanzura weZanu-PF kuMashonaland West.
MDC inoti kana kutaurirana kwaramba panofanirwa kuitwa sarudzo dzakachena.
Mumwe wemasachigaro ekomiti yeparamende, VaPaul Mangwana, vanoti Herald iri kureva nhema.
Rodhai zvimwe