Vari kumirira Zanu-PF vanonzi vari kuda kuti VaMugabe mbune vapedzese zvasara kana vadzoka kuzororo.
SADC inotiwo zvose zvakatenderanwa ngazvizadzikiswe nechimbichimbi.
Asi VaMugabe, VaTsvangirai naVaMutambara vari pazororo kusvika mwedzi unouya.
Zanu-PF inoti kana MDC ichida kuita izvi yakasununguka asi hapana anoiteerera.
Gurukota rezvebumbiro remitemo nemabasa eparamende, VaEric Matinenga, vanoti vanotarisira kuita referendamu muna Gumiguru.
Asi Zimbabwe inoti inokwanisa kupedza nhaurirano idzi mukupera kwaNdira.
VaTsvangirai vanonzi vakanyora tsamba mushure mekunge paitwa chipatapata chekutengesa mangoda zvisiri pamutemo.
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti zviri kuitika kuMasvigo ndorwava rwiyo mumatunhu ose muZanu-PF.
Vagere kunze kwenyika vanonzi vachapihwa mukana wekuisa pfungwa dzavo mubumbiro iri
Nhaurirano dzeZanu-PF neMDC dzotanga zvakare svondo rinouya
Commercial Farmers Union inoti varimi vachena vooneswa ndondo nemauto uye vatsigiri veZanu-PF
Vakawanda vanoti gore rino riri nani nenyaya yehurumende yomubatanidzwa yapa kuti zvinhu zvichinje.
Gurukota rezvevechidiki, VaSaviour Kasukuwere, vanoti kambani yeNestle-Zimbabwe inofanirwa kuremekedza vanhu vatema
Vari munhaurirano vanoti vanodawo kumbozorora
Mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, vanoti nhaurirano idzi dzinofanira kufamba nenguva kwete kuita siki kufamba kwerwaivhi.
VaBiti naVaChinamasa vochema naVaNcube vachiti havangagari pasi kana mumwe wavo asipo
Masangano anorwira kodzero dzevanhu anoti VaMugabe vanotonga nedemo nekudaro havafanire kuuya pamisangano yakadai.
VaMugabe vakaudza VaZuma kuti vaise bhora pasi panyaya yenhaurirano.
VaMugabe vanoti makakatanwa ari muZanu PF ndiwo ari kukundisa bato ravo musarudzo
Sachigaro weManicaland, VaBasil Nyabadza, vakasiya chigaro vachiti havasi kufara nemasarudzirwo evakuru vebato
Rodhai zvimwe