Nhumwa dzaVaJacob Zuma dzotemesa MDC neZanu PF musoro
VaZuma voratidza meno avo pagakava riri muZimbabwe
SADC inoti nhaurirano dzeMDC neZanu PF dzinofanirwa kunge dzapera nemusi wa5 Zvita
Hurumende inotarisirwa kushandisa US$2,25 billion asi ichikwanisa kuwana US$1,444 billion
Nhaurirano munyika dzichiri kuenderera mberi kunyange hazvo makakatanwa achiripo.
MDC neZanu PF dzinoti dzinoda kutaurirana nhumwa dzaVaZuma dzisati dzapinda munyika.
Vari munhaurirano voramba vachinetsana pazvinhu zvinofanirwa kugadziriswa
MDC yaVaTsvangirai inoti Zanu PF neMDC yaVaMutambara dziri kuita dambe nenhaurirano
Vanga vari mumiriri weMakoni Central mudare reparamende, VaJohn Nyamande, avo vakashaya mutsaona yemotokari.
VaKhama vanoti kana pasina kuwirirana pakati paVaMugabe naVaTsvangirai, ngapaitwe sarudzo
Zanu PF yochema nedanho ratorwa neMDC
Gurukota rezveminda, VaHerbert Murerwa, vanoti varungu vose ngavatorerwe minda yose yasara
Asi MDC inoti haisi kufara nekuti mitemo yakaita sePOSA neAIPPA haina kutaurwa nezvayo
Vamwe muMDC votsamwisa nemaitiro aVaMugabe kuna VaTsvangirai
Mutevedzeri wemutauriri weZANU-PF VaEphraim Masawi vanoti VaMsika vachawigwa neMuvhuro.
Asi mamwe masangano akazvimirira oga anoti hurumende haifanirwe kubata vanhu kumeso nechirongwa ichi.
Asi imwe nhengo yebato iri, VaJob Sikhala, vanoti havadzingwe mumba yavakavaka.
MDC inoshora kukandwa muhusungwa kwaMuzvare Mukoko nevamwe vavo
VaGono vari kutsika madziro panyaya yekuti mabasa avo aongororwe.
VaMugabe vantoti chirongwa ichi chichaenderera mberi zvisineyi nekunyunyuta kuripo
Rodhai zvimwe