Gurukota rezvekudzivirirwa kwenyika, Va Emmerson Mnangagwa, vanoti vabatwa moyo nemashoko aVaTsvangirai
MDC inoti haisi kufara nenyaya yaVaMugabe yekuzvidza vamwe nekuita madiro ajojina vachigadza paramende.
Mapato maviri anopumhana huroyi pakusafamba zvakanaka munhaurirano idzo vamwe vanoti dzafa.
Zviri muchibvumirano ichi zvinosanganisira maumbirwo achaitwa hurumende itsva, kugadziriswa kwehupfumi hwenyika, pamwe nekupedza mhiriz
VaMugabe vanonzi vari kuzendamira bango radyiwa nemuchenje
Asi VaMugabe vanoti hurumende yemubatanidzwa ndiyo ingapedze dambudziko remuZimbabwe
Ukuwo SADC troika inoti sarudzo yemuZimbabwe haifanirwe kuenderera mberi, sezvo mhirizhonga yanyanyisa
VaTsvangirai vashanyirawo zvizvarwa zveZimbabwe zviri muhupoterei muSouth Africa vakazvikurudzira kuti zvinovhota.
Asi hurumende inoti haidaviri kuti pane ari kuda kupfuudza VaTsvangirai
Ukuwo mutevedzeri wemutauriri weMDC, Muzvare Thabitha Khumalo, vanoti bato ravo harisi kuvhunduka kuna VaMakoni vapinda musarudzo dzemu
Kunyange hazvo MDC iri kukurudzira vanhu kuti vavhote musarudzo idzi, bato iri rinoti harisi kufara kuti sarudzo dziitwe muna Kurume nh
Vemabhanga vanovhara mabhanga kunyange hazvo VaGono vakange vati avhurwe pazororo rekirisimasi.
Gurukota rezvemitemo, VaPatrick Chinamasa, mumwe weavo vanonzi vakakwereteswa mari neBarclays Bank
Asi vanopikisa vanoti vanhu vari kurohwa nemauto nemapurisa kuti vanonzwa VaMugabe vachitaura
Voruzhinji vanotambira VaTsvangirai nemufaro mukuru apo vange vachishanyira zvitoro zvemunzvimbo dzinogara veruzhinji
Asi zvinonzi makurukota ehurumende akaita saVa Obert Mpofu naVaNicholas Goche, ava makara asionane nenyaya ye Operation Dzikisai Miteng
Gweta rine mukurumbira VaJonathan Samkange nemagweta gumi vanombosungwa nekuchengetedzwa nemapurisa
Vakuru veMDC vanoti varasikirwa zvikuru nekushaya kwegamba rebato ravo, VaIsaac Matongo
Mapurisa anoti mutyairi webhazi haana kumira paasvika panjanji sezvinodiwa nemutemo
Asi VaTsvangirai vanoti VaMugabe vakaregwa vachiita madiro ajojina, vanoendesa nyika kumawere
Rodhai zvimwe